TEO Events

Call Contact the business

TEO Events For all your wedding and function requirements (videography and photography, PA system, MC,
(3)

11/10/2026

Yesterday kumuchato taitamba kandege tirimudenga ndokuona dzimba dzinogara ana Comic elder nana Killer T ....

10/10/2026

Current situation....
Ornate Apparel Luxurious Brand gown

09/10/2026

Weekend yasvika mangwana ndezveduwooo tine muchato wekumba kweduuuu,hokoyo neni mwana watete vangu Vimbiso ndovuyakoooo ini sekuru vako muyera Dziva ,mwana wemuyera Soko futi ,fambaaaaaa zion

Ko mukuita sei muma streets umu makuvhura page rakaita kunge redu futi kubva matevedzera nemanyorero ahhhhhh
09/10/2026

Ko mukuita sei muma streets umu makuvhura page rakaita kunge redu futi kubva matevedzera nemanyorero ahhhhhh

09/10/2026

Hoza Friday your MC is here muyera Dziva mushamarari wevanhu ....irisei Friday

Ethias ukandibvisa this time ndokusungisa ,apa ndaiudzwa kuti muzaya ndiwe uchagara nhaka wanzwaka ndikati pakanaka Muka...
08/10/2026

Ethias ukandibvisa this time ndokusungisa ,apa ndaiudzwa kuti muzaya ndiwe uchagara nhaka wanzwaka ndikati pakanaka Mukanya ,zvikanzi Ethias semwana unozomupawo laptop apote achiitira edditing dzake ipapo saka paunouya Dec come and collect your laptop ,ndapedza newe ....

One day, you’ll tell people how you pulled yourself out of the ocean when you didn’t even know how to swim.You’ll tell t...
08/10/2026

One day, you’ll tell people how you pulled yourself out of the ocean when you didn’t even know how to swim.

You’ll tell them about the days you were exhausted, scared, and completely unsure of what to do next.

And somehow, you kept moving.

Not because you had everything figured out.

Because giving up wasn’t the only option.

So don’t give up on yourself just because you can’t see the shore yet.

You may be much closer to becoming the person who makes it through than you realize.

Keep going. One day, this will be the story you tell about how you survived what you once thought would drown you.

Sei vakadzi vari muma marriage muchingoposter vana musinga post varume venyu
08/10/2026

Sei vakadzi vari muma marriage muchingoposter vana musinga post varume venyu

Ko mukadzi we hanzvadzi yako wakamuvengerei??
08/10/2026

Ko mukadzi we hanzvadzi yako wakamuvengerei??

Happy follow-versary to my awesome followers. Thanks for all of your support! Nyasha Chigumira, Evangelist Issie Nyaruko...
07/10/2026

Happy follow-versary to my awesome followers. Thanks for all of your support! Nyasha Chigumira, Evangelist Issie Nyarukokora, Faith Machiridza, Timothy Murerwe, Kikie C Chida, Rejoice Butete, Felistas Musecho, Precious K Madziwa, Precious Ncube, Engr Peter Terfa, Tanatswa Chizema, Christine Munjodzi Bhobho, Thelma Race, Fadzai Diana, Capo Djo Djo, Natasha Shumba, Die Hard, Fiza Mdl, Machuma Maglass, Pearl Tgal

Address

Location We Are Corner HERBERT CHITEPO And SECOND STREET , Opposite Master Court , Former CBZ Bank Building , 1st Floor , 0772866545
Harare

Opening Hours

Monday 08:00 - 17:00
Tuesday 08:00 - 17:00
Wednesday 08:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 17:00
Friday 08:00 - 17:00

Telephone

+263772866545

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when TEO Events posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to TEO Events:

Shortcuts

Share

Category